Song Page - Lyrify.me

Lyrify.me

Forever by Tony Lyas feat. Tererai Mugwadi Lyrics

Genre: rb | Year: 2016

Intro:

Tony Lyas, Tererai

Pre Verse: (Tony Lyas)

Ndoidemba nguva yese yandaka waster
Trying this & that, ma Ex aya ndichia softer
But after all vaida kusiya vandi sveta
Mari yangu yese vaida kusiya vandikokota
Ndawana yangu type, hupenyu hwava better
I'm feeling much stronger, I'm feeling greater,cause
Auya se ngirozi yabva kuna Nyadenga
Kuzondipa rudo rwusina kupeteka kunge denga

Chorus: (Tererai Mugwadi)

Kana ukagara neni, ndicha gara newe forever (forever)
Nyemwerero yako my baby, forever
Inonyungudutsa my baby
Zvaunondiita (Zvaunondiita so), kana uchida forever (uchiita so)
Nyemwerero yako my baby forever
Ndinonyunguduka my baby
(Tony Lyas & Tererai together):

Saka wati toita sei baby ?
(Toita sei ?)
Tipira matsaga kuti ndini baby daddy
(babe daddy)
Toita sei baby ?
Tipira matsaga kuti ndini baby daddy
(Oh babe daddy)

Verse 1: (Tony Lyas)

Finally nhasi ndawana baby
The only lady achandideedza achiti baby daddy
I've been searching so long ndichirara ndaka svinura kunge guard
But huh, ndaitirwa miracle nhasi na mdhara God
Vandipa heavy ngirozi kwete muskana wemu road
Auya kuzondi fadza pese pandai feeler sad
Kuzo replacer ma days ese andai feeler bad
Oh yes I'm feeling excited Oh yes I'm feeling blessed
Cause apenda moyo wangu ne paint ye red
I don't believe matsaga anoti love is blind
Cause pandakamuwona maziso angu akaita wide (wide)
Kuvhurika kunge mukati me pipe
She's so classic iyi ndiyo yangu type
Andimeresa mapapiro ndaaku fambira mudenga kunge kite
Aisa ma Ex angu ese pa tight
Ndakumuroora tobva taita wedding ye white
(wedding ye white)
Chorus: (Tererai Mugwadi)

Kana ukagara neni, ndicha gara newe forever (forever)
Nyemwerero yako my baby, forever
Inonyungudutsa my baby
Zvaunondiita (Zvaunondiita so), kana uchida forever (uchiita so)
Nyemwerero yako my baby forever
Ndinonyunguduka my baby

(Tony Lyas & Tererai together):

Saka wati toita sei baby ?
(Toita sei ?)
Tipira matsaga kuti ndini baby daddy
(baby daddy)
Toita sei baby ?
Tipira matsaga kuti ndini baby daddy
(Oh baby daddy)

Verse 2: (Tony Lyas)

You won't believe zvaanondiita pa WhatsApp
She always text me like, "Hey baby what's up ?"
Achinditumira ma pics ake akagara mu tub
She's so pretty chero asina kuisa make up
Haizi type waunowana mu club
Iyi ndiyo yangu type yandisingamboise kana pa sub
Haha, of course ndakumberi kunge celeb
Sorryii ma babe handichabatike pa map
Ndakatorwa ne ngirozi tika shamura ne gap
Ndakutambira kumsoro, ndakutambira pa top
Zvakufaya kunge tsoro yabuda bob
Ndakawana muskana one akandipa hope
Akaunza chayedza mu hupenyu hwangu kunge globe
Abra cadabra adhisapiisa ma prob
Chorus: (Tererai Mugwadi)

Kana ukagara neni, ndicha gara newe forever (forever)
Nyemwerero yako my baby, forever
Inonyungudutsa my baby
Zvaunondiita (Zvaunondiita so), kana uchida forever (uchiita so)
Nyemwerero yako my baby forever
Ndinonyunguduka my baby

(Tony Lyas & Tererai together):

Saka wati toita sei baby ?
(Toita sei ?)
Tipira matsaga kuti ndini baby daddy
(baby daddy)
Toita sei baby ?
Tipira matsaga kuti ndini baby daddy
(Oh baby daddy)
Kana ukagara neni, ndicha gara newe forever
(Aita kuti ndifile high kunge ndinorova dhobhu) (forever)
Nyemwerero yako my baby, forever
Inonyungudutsa my baby
Zvaunondiita (Zvaunondiita so), kana uchida forever (uchiita so)